Mabasa 20:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Vakachema zvikuru vose; vakawira pamutsipa waPauro, vakaonekana naye nokumutsvoda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋakacema ɀikuru ʋose; ʋakawira pamutsipa waPauro, ʋakawonekana naye nokumuȿeta, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vose vakachema vakambundikirana naPauro vakamutsvoda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vose vakachema vakambundikirana naPauro vakamutsvoda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vose vakachema pavakamumbundikira uye vakamutsvoda. Viz kapitola |