Mabasa 20:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Handina kuchochora sirivha, kana ndarama, kana nguo dzomunhu mumwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Handinakucocora sirveri, kana ndarama, kana ŋguʋo dzomunhu mumŋe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Handina kuchiva sirivha kana ndarama kana hanzu dzomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Handina kuchiva sirivha kana ndarama kana hanzu dzomunhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Handina kumbochiva sirivha yomunhu kana goridhe kana nguo yomunhu. Viz kapitola |