Mabasa 20:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 “Zvino tarirai, ndinoenda Jerusaremu, ndasungwa mweya wangu, ndisingazivi zvichandiwira ikoko; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino tarirai, ndinoenda Jerusarema, ndasuŋgwa mŋeya waŋgu, ndisiŋgaziʋi ɀicandiwira ikoko; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino, chionai ndavakuenda kuJerusaremu ndakabatwa naMweya. Handizivi zvichandiwira ikoko, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino, chionai ndavakuenda kuJerusaremu ndakabatwa naMweya. Handizivi zvichandiwira ikoko, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Zvino ndamanikidzwa noMweya, ndiri kuenda kuJerusarema, ndisingazivi hangu zvichaitika kwandiri. Viz kapitola |