Mabasa 2:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Vose vakazadzwa naMweya Mutsvene, vakatanga kutaura nedzimwe ndimi, pavakapiwa napo naMweya kureva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋose ʋakazadzwa noMŋeya Mutȿene, ʋakataŋga kutaura nedzimŋe ndimi, paʋakapiwa napo noMŋeya kureʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakabva vazadzwa vose naMweya Mutsvene vakabva vatangisa kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa naMweya kuti vataure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakabva vazadzwa vose naMweya Mutsvene vakabva vatangisa kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa naMweya kuti vataure. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vose vakazadzwa noMweya Mutsvene vakatanga kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa noMweya. Viz kapitola |