Mabasa 2:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Zvino zvaakanga ari muporofita, achizivawo kuti Mwari akamupikira nemhiko kuti achagadza pachigaro chake choushe mumwe wezvibereko zvechiwuno chake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino ɀaakaŋga ari muprofita, aciziʋa ʋo kuti Mŋari wakamupikira nemhiko kuti ucagadza pacigaro cake coʋushe mumŋe weɀiɓereko ɀeciʋuno cake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nezvo somuporofita, uye zvaaiziva kuti Mwari akapika nechitsidzo kwaari kuti achaisa mumwe wechizvarwa chake pachigaro chake choumambo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nezvo somuporofita, uye zvaaiziva kuti Mwari akapika nechitsidzo kwaari kuti achaisa mumwe wechizvarwa chake pachigaro chake choumambo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi akanga ari muprofita uye aiziva kuti Mwari akanga amuvimbisa nemhiko kuti aizogadza mumwe wezvizvarwa zvake pachigaro choushe. Viz kapitola |