Mabasa 2:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Asi vamwe vakaseka, vachiti, “Vaguta waini itsva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ʋamŋe ʋakaseka, ʋaciti: Ʋaguta waini itȿa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi vamwe, vachishora, vakati, “Vaguta waini itsva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi vamwe, vachishora, vakati, “Vaguta waini itsva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kunyange zvakadaro, vamwe vakavaseka vakati, “Vanwa waini yakawanda.” Viz kapitola |