Mabasa 19:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Zvino Pauro akada kupinda kuvanhu, vadzidzi vakasamutendera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino Pauro akaɗa kupinda kuʋanhu, ʋadzidzi ʋakasamutendera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pauro akanga ava kuda kupinda mukati memhomho iya asi vadzidzi vakaramba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pauro akanga ava kuda kupinda mukati memhomho iya asi vadzidzi vakaramba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pauro akanga achida kuzviratidza pamberi pemhomho, asi vadzidzi vakamudzivisa. Viz kapitola |