Mabasa 18:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Zvino Ishe akati kuna Pauro usiku nechiratidzo, “Usatya hako, asi taura, usanyarara; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Ishe akati kunaPauro ʋusiku neciratidzo: Usatya hako, asi taura, usanyarara; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nohumwe usiku Tenzi akataura kuna Pauro muchiratidzo achiti, “Usatye zvako. Iwe taura chete, usanyarare Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nohumwe usiku Tenzi akataura kuna Pauro muchiratidzo achiti, “Usatye zvako. Iwe taura chete, usanyarare Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Humwe usiku Ishe akataura naPauro muchiratidzo akati, “Usatya; ramba uchingotaura, usanyarara. Viz kapitola |