Mabasa 17:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Zvino Pauro, achakavagarira paAteni, akanzwa shungu pamwoyo, achiona kuti guta rizere nezvifananidzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Pauro, acakaʋagarira paAtene, akanzwa shuŋgu pamŋoyo, aciʋona kuti guta rizere neɀifananidzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Pauro paaivamirira kuAteni, akadzongodzwa mwoyo paakaona guta iroro rizere nezvifananidzo zvokunamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Pauro paaivamirira kuAteni, akadzongodzwa mwoyo paakaona guta iroro rizere nezvifananidzo zvokunamata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pauro achakavamirira paAtene, akatambudzika zvikuru achiona kuti guta rakanga rizere nezvifananidzo. Viz kapitola |