Mabasa 16:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 vakaenda navo kuvatongi, vakati, “Vanhu ava vaJudha, vanopesanisa guta redu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋakaenda naʋo kuʋatoŋgi, ʋakati: Ʋanhu aʋa ʋaJuda, ʋanopesanisa guta reɗu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pavakavaunza kuvatongi vakati: “Varume ava vaJudha uye vari kunyonganisa guta redu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Pavakavaunza kuvatongi vakati: “Varume ava vaJudha uye vari kunyonganisa guta redu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vakavamisa pamberi pavatongi vakati, “Varume ava vaJudha, uye vamutsa bope muguta redu Viz kapitola |