Mabasa 15:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Asi Pauro naBhanabhasi vakapesana kwazvo navo, nokuita nharo navo, vakazotenderana kuti Pauro naBhanabhasi navamwe vavo vakwire Jerusaremu kuvapostori navakuru pamusoro peshoko iri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Asi Pauro naBarnabasi ʋakapesana kwaɀo naʋo, nokuita nharo naʋo, ʋakazotenderana kuti Pauro naBarnabasi naʋamŋe ʋaʋo ʋakwire Jerusarema kuʋaapostora naʋakuru pamsoro peshoko iri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pauro naBhanabhasi havana kuwirirana navo uye vakakavadzana navo zvikuru. Pauro naBhanabhasi navamwe vavo vakazosarudzwa kuti vaende kuJerusaremu kuna vapositori navakuru vakuru nezvenyaya iyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pauro naBhanabhasi havana kuwirirana navo uye vakakavadzana navo zvikuru. Pauro naBhanabhasi navamwe vavo vakazosarudzwa kuti vaende kuJerusaremu kuna vapositori navakuru vakuru nezvenyaya iyi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Izvi zvakasvitsa Pauro naBhanabhasi pakupesana navo zvikuru uye nokukakavadzana navo. Saka Pauro naBhanabhasi vakasarudzwa kuti vaende kuJerusarema pamwe chete navamwe vatendi, kuti vandoona vapostori navakuru pamusoro peshoko iri. Viz kapitola |