Mabasa 15:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Zvino vakati vanyarara, Jakobho akapindura, akati, “Varume, hama, nditeererei. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋakati ʋanyarara, Jakobo akapindura, akati: Ʋarume, hama, nditererei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pavakapedza kutaura, Jemusi akapindura achiti, “Varume hama, nditeererei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pavakapedza kutaura, Jemusi akapindura achiti, “Varume hama, nditeererei. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakati vapedza, Jakobho akapindura achiti, “Hama dzangu, nditeererei. Viz kapitola |