Mabasa 15:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Zvino vamwe vakaburuka Judhea, vakadzidzisa hama, vachiti, “Kana musingadzingiswi netsika yaMosesi, hamungaponeswi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋamŋe ʋakaɓuruka Judea, ʋakadzidzisa hama, ʋaciti: Kana musiŋgadziŋgiswi netsika yaMosesi, hamuŋgaponeswi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kwakauya vamwe varume vachibva kuJudhea vachidzidzisa vehama kuti, “Kana musina kudzingiswa zvinoenderana noMutemo waMosesi, hamugoni kuponeswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kwakauya vamwe varume vachibva kuJudhea vachidzidzisa vehama kuti, “Kana musina kudzingiswa zvinoenderana noMutemo waMosesi, hamugoni kuponeswa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Vamwe varume vakauya vachibva kuJudhea vakaenda kuAndioki, uye vakanga vachidzidzisa hama vachiti: “Kunze kwokunge madzingiswa, maererano netsika yakadzidziswa naMozisi, hamungaponeswi.” Viz kapitola |