Mabasa 14:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Asi vaJudha vasina kuteerera, vakamutsa mwoyo yavahedheni, kuti vavenge hama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Asi ʋaJuda ʋasina‐kuterera, ʋakamutsa mŋoyo yaʋahedeni, kuti ʋaʋeŋge hama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi vaJudha vakanga vasingatendi vakaisa mweya wokupanduka mukati mevechirudzi vakavapengesa kuti varwise vehama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi vaJudha vakanga vasingatendi vakaisa mweya wokupanduka mukati mevechirudzi vakavapengesa kuti varwise vehama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi vaJudha vakaramba kutenda vakamutsa mwoyo yeveDzimwe Ndudzi uye vakavakanganisa pfungwa dzavo kuti vavenge hama. Viz kapitola |