Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 13:47 - Shona Bible 1949 revised 2002

47 Nokuti Ishe wakatirayira saizvozvo, achiti, ‘Ndakakuisa kuti uve chiedza chavahedheni, Kuti uve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Nokuti Ishe wakatiraira saiɀoɀo, aciti: Ndakakuisa kuti uʋe ciedza caʋahedeni, Kuti uʋe ruponeso kuȿikira kumugumo wenyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Ndizvo zvatakaudzwa naTenzi kuti tinofanira kuita paakati, “ ‘Inga ndakaita kuti uve chiedza kune vechirudzi kuti ruponeso rwangu rusvike kwakaperera nyika chaiko.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Ndizvo zvatakaudzwa naTenzi kuti tinofanira kuita paakati, “ ‘Inga ndakaita kuti uve chiedza kune vechirudzi kuti ruponeso rwangu rusvike kwakaperera nyika chaiko.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Nokuti izvi ndizvo zvakarayirwa kwatiri naShe achiti: “ ‘Ndakakuitai chiedza kune veDzimwe Ndudzi, kuti muvigire migumo yenyika ruponeso.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 13:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy