Mabasa 13:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Naizvozvo vakati vatumwa noMweya Mutsvene, vakaburukira Serukia; vakabvapo, vakenda Saipurasi nechikepe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Naiɀoɀo ʋakati ʋatumŋa noMŋeya Mutȿene, ʋakaɓurukira Serukia; ʋakabva’po, ʋakaenda Kupro necikepe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Sokutumwa kwavakaitwa naMweya Mutsvene vakadzika kuSerusia. Vakazobva ikoko vakaenda kuSaipurasi nengarava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Sokutumwa kwavakaitwa naMweya Mutsvene vakadzika kuSerusia. Vakazobva ikoko vakaenda kuSaipurasi nengarava. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ava vaviri vakati vatumwa naMweya Mutsvene parwendo rwavo, vakaburuka vakaenda kuSerusia, vakazobvako vakakwira chikepe ndokuenda kuSaipurasi. Viz kapitola |