Mabasa 13:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Ipapo vakazvinyima zvokudya, vakanyengetera, vakaisa maoko pamusoro pavo, ndokuvaendesa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo ʋakaɀinyima ɀokudya, ʋakanyeŋgetera, ʋakaisa maʋoko pamsoro paʋo, ndokuʋaendisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mushure mokutsanya nokunamata vakaisa maoko avo pavari vakavaendesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mushure mokutsanya nokunamata vakaisa maoko avo pavari vakavaendesa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka vakati vapedza kutsanya nokunyengetera, vakaisa maoko avo pamusoro pavo vakavatuma. Viz kapitola |