Mabasa 10:48 - Shona Bible 1949 revised 200248 Zvino akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira kwaari, kuti ambogara mamwe mazuva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ɀino akaraira kuti ʋabapatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo ʋakakumbira kwaari, kuti ambogara mamŋe mazuʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Akabva ati ngavaombekwe muzita raJesu Kristu. Vakazomukumbira kuti ambogara navo kwamazuva akati kuti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Akabva ati ngavaombekwe muzita raJesu Kristu. Vakazomukumbira kuti ambogara navo kwamazuva akati kuti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Naizvozvo akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira Petro kuti ambogara navo kwamazuva mashoma. Viz kapitola |