Mabasa 10:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Izvozvo zvakaitwa katatu, chinhu chikakwidzwa pakarepo kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Iɀoɀo ɀikaitwa katatu, cinhu cikakwidzwa pakarepo kuɗeŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Izvi zvakaitika katatu chinhu chacho chikabva chatorwa pakarepo chikaendeswa kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Izvi zvakaitika katatu chinhu chacho chikabva chatorwa pakarepo chikaendeswa kudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Izvi zvakaitika katatu, pakarepo jira rikadzoserwa kudenga. Viz kapitola |