Judasi 1:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Zvino ndinoda kukuyeuchidzai, kunyange maizviziva henyu kamwe kare zvose, kuti Ishe, akati amborwira vanhu munyika yeIjipiti, akazoparadza avo vakanga vasingatendi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ndinoɗa kukuyeʋudzai, kunyaŋge maiɀiziʋa henyu kamŋe kare ɀose, kuti Ishe, wakati amborwira ʋanhu munyika yeEgipita, akazoparadza aʋo ʋakaŋga ʋasiŋgatendi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino ndinoda kukuyeuchidzai, kunyange makambonyatsozviziva kwazvo kuti iye akambonunura rumwe rudzi kubva kunyika yeIjipiti akazoparadza vakanga vasingatendi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvino ndinoda kukuyeuchidzai, kunyange makambonyatsozviziva kwazvo kuti iye akambonunura rumwe rudzi kubva kunyika yeIjipiti akazoparadza vakanga vasingatendi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Kunyange maizviziva henyu kare, ndinoda kukuyeuchidzai kuti Ishe akasunungura vanhu vake kubva muIjipiti, asi pashure akaparadza vaya vakanga vasingatendi. Viz kapitola |