Joshua 9:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Vakati, “Varanda venyu vabva kunyika iri kure‐kure, nokuda kwezita raJehovha Mwari wenyu, nokuti takanzwa mukurumbira wake nezvose zvaakaita Ijipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋakati: Ʋaranda ʋenyu ʋabva kunyika iri kure‐kure, nokuɗa kwezita raJehova Mŋari wenyu, nokuti takanzwa mukurumbira wake neɀose ɀaakaita Egipita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vakati kwaari, “Isu varanda venyu tabva kunyika iri kure kure. Chatisvitsa kuno izita raTenzi Mwari wenyu nokuti, takanzwa nezvomukurumbira wake nezvose zvaakaita kuIjipiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vakati kwaari, “Isu varanda venyu tabva kunyika iri kure kure. Chatisvitsa kuno izita raTenzi Mwari wenyu nokuti, takanzwa nezvomukurumbira wake nezvose zvaakaita kuIjipiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ivo vakati kwaari, “Varanda venyu vabva kunyika iri kure kure nokuda kwomukurumbira waJehovha Mwari wenyu. Nokuti takanzwa nezvake: zvose zvaakaita muIjipiti, Viz kapitola |