Joshua 2:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Zvino mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rakabhi, akati, “Budisa varume vakasvika kwauri, vapinda mumba mako, nokuti vauya kuzoshora nyika yose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino mambo weJeriko akatuma shoko kunaRakabi, akati: Ƃuɗisa ʋarume ʋakaȿika kwauri, ʋapinda mumba mako, nokuti ʋaʋuya kuzoshora nyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rahabhu rokuti, “Buritsa varume vauya kwauri vapinda mumba mako nokuti vauya kuzosora nyika yose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rahabhu rokuti, “Buritsa varume vauya kwauri vapinda mumba mako nokuti vauya kuzosora nyika yose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Naizvozvo mambo weJeriko akatumira shoko kuna Rahabhi achiti, “Budisa varume vauya kwauri vakapinda mumba mako, nokuti vauya kuzosora nyika yose.” Viz kapitola |