Joshua 19:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Muganhu wavo wakabva paHerefi, kubva pamuouki weZaananimi, neAdhami‐nekebhi, neJabhuneeri, kusvikira paRakumi, ndokuguma paJorodhani; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Muganho waʋo wakabva paHerefi, kubva pamuouki weZaananimi, neAdami‐nekebi, neJabneeri, kuȿikira paRakumi, ndokuguma paJoridani; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Muganhu wenyika yavo waibvira kuHerefu pamuti womuoku wokuZaananimu uchienda nokuAhaminekebhu nokuJabhuneeri kusvikira kuRakumu uchindosvika muna Jorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Muganhu wenyika yavo waibvira kuHerefu pamuti womuoku wokuZaananimu uchienda nokuAhaminekebhu nokuJabhuneeri kusvikira kuRakumu uchindosvika muna Jorodhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Muganhu wavo wakatangira paHerefi napamuti mukuru weZaananimi, uchipfuura napaAdhoni Nekebhi, neJabhuneeri, kusvikira paRakumi uye uchigumira paJorodhani. Viz kapitola |