Joshua 15:45 - Shona Bible 1949 revised 200245 Ekironi, nemisha yaro, nemisha miduku yaro; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ekroni, nemisha yaro, nemisha miɗuku yaro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Kwaizoti Ekironi notumaguta twaro nemisha yaro yaibvira kuEkironi kusvikira kugungwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Kwaizoti Ekironi notumaguta twaro nemisha yaro yaibvira kuEkironi kusvikira kugungwa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Ekironi, nenzvimbo dzakaripoteredza nemisha yaro; Viz kapitola |