Online Bible

- Reklamy -




Jona 2:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akati, “Ndakadana kuna Jehovha ndiri munhamo yangu, Akandipindura; Ndakadana ndiri mudumbu reSheori, Imi mukanzwa izwi rangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akati: Ndakaɗana kunaJehova ndiri munhamo yaŋgu, Akandipindura; Ndakaɗana ndiri muɗumbu reSheori, Imi mukanzwa inzwi raŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 achiti, “Ndakachema kuna TENZI ndiri munhamo yangu, iye akandipindura. Ndakachema ini ndiri mudumbu renzvimbo yavachakabvu, imi makanzwa izwi rangu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 achiti, “Ndakachema kuna TENZI ndiri munhamo yangu, iye akandipindura. Ndakachema ini ndiri mudumbu renzvimbo yavachakabvu, imi makanzwa izwi rangu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akati: “Mudambudziko rangu ndakadana kuna Jehovha, iye akandipindura. Kubva mukati meguva ndakadanidzira kuti ndibatsirwe, uye imi makanzwa kuchema kwangu.

Viz kapitola kopírovat




Jona 2:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy