Johane 9:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 akati kwaari, “Enda undoshamba mudziva reSiroami,” (ndokuti, kana zvichishandurwa, “Kutumwa.”) Ipapo akaenda, akandoshamba, akadzoka achiona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 akati kwaari: Enda undoshamba mudziʋa reSiroami, (ndokuti, kana ɀicishandurwa, Kutumŋa). Ipapo akaenda, akandoshamba, akadzoka aciʋona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 akamuti, “Chienda undoshamba mudziva reSiroamu” (zvinoreva kutumwa.) Ipapo akaenda akashamba akauya avakuona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 akamuti, “Chienda undoshamba mudziva reSiroamu” (zvinoreva kutumwa.) Ipapo akaenda akashamba akauya avakuona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akati kwaari, “Enda undoshamba mudziva reSiroami” (shoko iri rinoreva kuti Kutumwa). Saka murume uya akaenda akandoshamba, akadzoka ava kuona. Viz kapitola |