Johane 9:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Iye munhu akapindura, akati kwavari, “Nyambera chinhu ichi chinoshamisa, kuti imi hamuzivi kwaanobva, kunyange akasvinudza meso angu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iye munhu akapindura, akati kwaʋari: Nyambera cinhu ici cinoshamisa, kuti imi hamuziʋi kwaanobva, kunyaŋge akaȿinudza meso aŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Munhu uya akavapindura achiti, “Apokaapo, izvi zvinoshamisa izvi, heya hamuzivi kwaanobva asi iye andisvinudza maziso angu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Munhu uya akavapindura achiti, “Apokaapo, izvi zvinoshamisa izvi, heya hamuzivi kwaanobva asi iye andisvinudza maziso angu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Murume uya akapindura akati, “Zvino, izvi zvinoshamisa chose! Hamuzivi kwaanobva, asi iye akasvinudza meso angu. Viz kapitola |