Johane 9:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 Ipapo vakati kwaari, “Akakuiteiko? Akasvinudza meso ako sei?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo ʋakati kwaari: Wakakuiteiko? Wakaȿinudza meso ako sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vakati kwaari, “Chii chaaita kwauri. Akusvinudza maziso ako sei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vakati kwaari, “Chii chaaita kwauri. Akusvinudza maziso ako sei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo vakamubvunza vakati, “Akaiteiko kwauri? Akasvinudza meso ako seiko?” Viz kapitola |