Johane 9:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Ipapo iye akapindura, akati, “Kana ari mutadzi ini handizivi; ndinoziva chinhu chimwe, kuti ndaiva bofu, zvino ndoona.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo iye akapindura, akati: Kana ari mutadzi ini handiziʋi; ndinoziʋa cinhu cimŋe, kuti ndaiʋa ɓofu, ɀino ndoʋona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Iye akapindura achiti, “Zvokuti mutadzi ini handizvizivi asi chandinoziva chimwechete chokuti ini ndanga ndiri bofu, zvino ndavakuona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Iye akapindura achiti, “Zvokuti mutadzi ini handizvizivi asi chandinoziva chimwechete chokuti ini ndanga ndiri bofu, zvino ndavakuona.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akapindura akati, “Kana ari mutadzi kana asiri, ini handizvizivi. Ndinoziva chinhu chimwe chete. Ndakanga ndiri bofu asi zvino ndoona!” Viz kapitola |