Johane 9:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 asi hatizivi kuti zvino woona sei; noakasvinudza meso ake, hatimuzivi; mubvunzei henyu; ayaruka, achazvirevera hake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 asi hatiziʋi kuti ɀino woʋona sei; nowakaȿinudza meso ake, hatimuziʋi; mubvunzei henyu; waaruka, ucaɀireʋera hake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi zvokuti iye zvino ava kuona sei isu hatizvizivi kana kuzivawo kuti ndiani wamusvinudza maziso. Mubvunzei iye, inga abve zero wani. Anozvidavirira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi zvokuti iye zvino ava kuona sei isu hatizvizivi kana kuzivawo kuti ndiani wamusvinudza maziso. Mubvunzei iye, inga abve zero wani. Anozvidavirira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi kuti ari kuona sei nhasi kana kuti ndiani asvinudza meso ake, isu hatizivi. Mubvunzei. Akura; achazvidavirira oga.” Viz kapitola |