Johane 9:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 vakavabvunza, vachiti, “Uyu ndiye mwanakomana wenyu, wamunoti akaberekwa riri bofu here? Zvino anogoona seiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ʋakaʋabvunza, ʋaciti: Uyu ndiye mŋanakomana wenyu, wamunoti wakaɓerekwa riri ɓofu here? Ɀino unogoʋona seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakavabvunza kuti, “Uyu mwana wenyu here uyu wamungati akaberekwa ari bofu; ko zvaitika sei kuti zvino avakuona?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakavabvunza kuti, “Uyu mwana wenyu here uyu wamungati akaberekwa ari bofu; ko zvaitika sei kuti zvino avakuona?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakati kwavari, “Mwanakomana wenyu here uyu? Ndiye here wamunoti akaberekwa ari bofu? Seiko ava kuona iye zvino?” Viz kapitola |