Johane 9:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Vakamuisa kuvaFarisi, iye akanga ari bofu kare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakamuisa kuʋaFarise, iye wakaŋga ari ɓofu kare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakaunza kuvaFarisei munhu uya akanga ari bofu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakaunza kuvaFarisei munhu uya akanga ari bofu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakauyisa murume uya aimbova bofu kuvaFarisi. Viz kapitola |