Johane 9:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Zvino vakati kwaari, “Meso ako akagosvinudzwa seiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋakati kwaari: Meso ako akagoȿinudzwa seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakati kwaari, “Ko maziso ako akazarurwa sei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakati kwaari, “Ko maziso ako akazarurwa sei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakamubvunza vakati, “Meso ako akasvinudzwa sei?” Viz kapitola |