Online Bible

- Reklamy -




Johane 9:1 - Shona Bible 1949 revised 2002

1 Akati achipfuura, akaona munhu akanga ari bofu kubva pakuberekwa kwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Wakati acipfuʋura, akaʋona munhu wakaŋga ari ɓofu kubva pakuɓerekwa kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Akati achifamba, akaona murume akanga aberekwa ari bofu.

Viz kapitola kopírovat




Johane 9:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy