Online Bible

- Reklamy -




Johane 8:54 - Shona Bible 1949 revised 2002

54 Jesu akapindura, akati, “Kana ini ndichizvikudza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo; anondikudza ndivo baba, avo vamunoti ndiMwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

54 Jesu akapindura, akati: Kana ini ndiciɀikudza, kuɀikudza kwaŋgu hakunamaturo; unondikudza ndiʋo Ƃaɓa, aʋo ʋamunoti ndiMŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Jesu akati, “Ini ndikazvirumbidza mbiri yangu haina maturo, Baba vangu ndivo vanondirumbidza, ivo vamunoti ndivo Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

54 Jesu akati, “Ini ndikazvirumbidza mbiri yangu haina maturo, Baba vangu ndivo vanondirumbidza, ivo vamunoti ndivo Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

54 Jesu akapindura akati, “Kana ini ndichizvirumbidza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo. Baba vangu, avo vamunoti ndivo Mwari wenyu, ndivo vanondikudza.

Viz kapitola kopírovat




Johane 8:54

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy