Johane 8:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Uye mumurayiro wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋuye mumurairo wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwaʋanhu ʋaʋiri ndokwaɀowaɗi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mumutemo wenyu makanyorwa kuti uchapupu hwavaviri ndehwechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mumutemo wenyu makanyorwa kuti uchapupu hwavaviri ndehwechokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mumurayiro wenyu makanyorwa kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi. Viz kapitola |