Johane 8:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Naizvozvo vaFarisi vakati kwaari, “Anozvipupurira iwe; kupupura kwako hakusi kwechokwadi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiɀoɀo ʋaFarise ʋakati kwaari: Unoɀipupurira iwe; kupupura kwako hakuzi kwaɀokwaɗi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 VaFarisi vakamupikisa vachiti, “Hezvo, uri kuratidza wani kuti unozvipupurira pachako; uchapupu hwako hahuna maturo.” Viz kapitola |