Johane 8:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Iye akati, “Hakuna, Ishe!” Jesu akati kwaari, “Neniwo handikupi mhosva. Enda hako, usatadzazve.”] Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iye akati: Hakuna, Ishe! Jesu akati kwaari: Neni ʋo handikupi mhoȿa. Enda hako, usatadza ɀe.] Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akati, “Hapana changamire.” Jesu akati, “Kana neniwo handikupi mhosva chienda hako usazotadzazve.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akati, “Hapana changamire.” Jesu akati, “Kana neniwo handikupi mhosva chienda hako usazotadzazve.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Iye akati, “Hapana, Ishe.” Jesu akati, “Neniwo handikupi mhosva. Zvino chienda, uye usiye upenyu hwako hwechivi.” Viz kapitola |