Online Bible

- Reklamy -




Johane 8:10 - Shona Bible 1949 revised 2002

10 Jesu akatwasanukazve; zvino asingaoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari, “Mai, vaya vakupomera mhosva varipiko? Hakuna akutonga here?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Jesu akakotoroka; ɀino asiŋgaʋoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari: Mai, ʋaya ʋakupomera mhoȿa ʋaripiko? Hakuna‐wakutoŋga here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu akasimudza musoro akati kwaari, “Nhai mudzimai iwe vari kupi vaya? Hakuna neakupa mhosva here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Jesu akasimudza musoro akati kwaari, “Nhai mudzimai iwe vari kupi vaya? Hakuna neakupa mhosva here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Jesu akatwasuka akati kwaari, “Mai, varipiko vaya vanga vachikupomera mhosva? Hapana akutonga here?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 8:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy