Online Bible

- Reklamy -




Johane 7:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ipapo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu ichigere kusvika; asi nguva yenyu inogara yakagadzirwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika; asi ŋguʋa yenyu inogara yakagadzirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Jesu akavati, “Nguva yangu haisati yasvika asi kwamuri chero nguva inguva kwayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Jesu akavati, “Nguva yangu haisati yasvika asi kwamuri chero nguva inguva kwayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Naizvozvo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu yakanaka haisati yasvika; asi kwamuri, nguva ipi zvayo yakangonaka.

Viz kapitola kopírovat




Johane 7:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy