Johane 7:50 - Shona Bible 1949 revised 200250 Nikodhimo, (uya akambouya kwaari, aiva mumwe wavo), akati kwavari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Nikodimo, (uya wakamboʋuya kwaari, waiʋa mumŋe waʋo), akati kwaʋari: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Nikodhimasi, uya akamboenda kwaari aiva mumwe wavo akati kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Nikodhimasi, uya akamboenda kwaari aiva mumwe wavo akati kwavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Nikodhimasi, uya akanga amboenda kuna Jesu uye akanga ari mumwe wavo, akati, Viz kapitola |