Johane 7:48 - Shona Bible 1949 revised 200248 Kuvakuru nokuvaFarisi kuno mumwe akatongotenda kwaari here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Kuʋakuru nokuʋaFarise kunomumŋe wakatoŋgotenda kwaari here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Pane mumwe wavakuru–vakuru kana mumwe wavaFarisei akatenda maari here Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Pane mumwe wavakuru–vakuru kana mumwe wavaFarisei akatenda maari here Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Pane mumwe wavatongi kana wavaFarisi ava kutenda kwaari here? Viz kapitola |