Johane 7:47 - Shona Bible 1949 revised 200247 Naizvozvo vaFarisi vakavapindura, vakati, “Nemiwo matsauswa kanhi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Naiɀoɀo ʋaFarise ʋakaʋapindura, ʋakati: Nemi ʋo matsauswa kanhi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 VaFarisei vakapindura vachiti, “Nemiwo marasiswa nhai? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 VaFarisei vakapindura vachiti, “Nemiwo marasiswa nhai? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 VaFarisi vakati, “Munoreva kuti atokunyengerai nemiwo? Viz kapitola |