Johane 7:44 - Shona Bible 1949 revised 200244 Vamwe vakanga vachida kumubata; asi kwakanga kusina akaisa maoko kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋaciɗa kumuɓata; asi kwakaŋga kusina‐wakaisa maʋoko kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vamwe vaitoda kumusunga asi hapana kana neakambomubata zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Vamwe vaitoda kumusunga asi hapana kana neakambomubata zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Vamwe vakada kumubata, asi hapana akaisa ruoko paari. Viz kapitola |