Online Bible

- Reklamy -




Johane 7:35 - Shona Bible 1949 revised 2002

35 Zvino vaJudha vakataurirana, vachiti, “Uyo anoda kuendepiko, kwatisingazomuwani? Ko anoda kuenda kuna vakapararira pakati pavaGiriki, kuti anodzidzisa vaGiriki here?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ɀino ʋaJuda ʋakataurirana, ʋaciti: Uyu unoɗa kuendepiko, kwatisiŋgazomuwani? Ko unoɗa kuenda kunaʋakapararira pakati paʋaGiriki, kuti andodzidzisa ʋaGiriki here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 VaJudha vakataurirana vachiti, “Ko munhu uyu ari kuda kuenda kupiko, kwatisingakwanisi kumuwana? Arikuda kuenda kuvaJudha vakapararira kuvaGiriki achindodzidzisa vaGiriki here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 VaJudha vakataurirana vachiti, “Ko munhu uyu ari kuda kuenda kupiko, kwatisingakwanisi kumuwana? Arikuda kuenda kuvaJudha vakapararira kuvaGiriki achindodzidzisa vaGiriki here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 VaJudha vakataurirana vachiti, “Munhu uyu ari kuda kuenda kupiko kwatisingazomuwani? Achaenda here kuvanhu vedu vakapararira pakati pavaGiriki, agondodzidzisa vaGiriki?

Viz kapitola kopírovat




Johane 7:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy