Johane 7:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋamŋe ʋeJerusarema ʋakati: Ko haazi iye waʋaitȿaka kuʋuraya here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Panguva iyoyo vamwe vanhu veJerusarema vakatanga kubvunzana vachiti, “Ko, uyu haasiye murume uya wavari kuedza kuuraya here? Viz kapitola |