Johane 7:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Musatonga nezvinoonekwa, asi tongai nokutonga kwakarurama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Musatoŋga neɀinoʋonekwa, asi toŋgai nokutoŋga kwakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Musatonge chinhu nezvamunoona kunze kwacho tongai nemwero kwawo wokutonga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Musatonge chinhu nezvamunoona kunze kwacho tongai nemwero kwawo wokutonga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Regai kutonga nezvinoonekwa zvomunhu, asi tongai zvakarurama.” Viz kapitola |