Johane 7:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Jesu akapindura, akati, “Kudzidzisa kwangu hakusi kwangu, asi ndokwoakandituma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jesu akapindura, akati: Kudzidzisa kwaŋgu hakuzi kwaŋgu, asi ndokwowakandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akapindura achiti, “Zvandinokudzidzisai hazvisi zvomusoro wangu asi zvinobva kunaiye akandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Jesu akapindura achiti, “Zvandinokudzidzisai hazvisi zvomusoro wangu asi zvinobva kunaiye akandituma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jesu akapindura akati, “Kudzidzisa kwangu hakuzi kwangu pachangu. Kunobva kuna iye akandituma. Viz kapitola |