Online Bible

- Reklamy -




Johane 7:11 - Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino vaJudha vakamutsvaka pamutambo, vakati, “Aripiko iye?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino ʋaJuda ʋakamutȿaka pamutambo, ʋakati: Uripiko iye?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino vaJudha vakamutsvaka uye vakabvunza paMutambo kuti, “Murume uya aripiko?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 7:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy