Johane 6:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Firipi akamupindura, achiti, “Zvingwa zvamadhenari ana mazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore zvishoma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Firipo akamupindura, aciti: Ɀiŋgwa ɀamadenari anamazana maʋiri haɀiŋgaʋariŋgani, kuti mumŋe nomumŋe atore ɀishoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Firipi akamupindura akati, “Mubayiro unoshandirwa kwemwedzi misere haugoni kutenga chingwa chinokwana mumwe nomumwe hake, kuti awane chimedu!” Viz kapitola |